Isaiah 32:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakarurama unofuŋga ɀinhu ɀakarurama; unorambira panzira yeɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munhu anokudzwa anoita urongwa hwakanaka, uye namabasa anokudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu kwaye anoitawo zvinhu nomazvo zvinhu zviri pachokwadi ndozvaanomira nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akarurama anofunga zvinhu zvakarurama; anorambira panzira yezvakarurama.
Shona 2009?
Asi akarurama anofunga zvinhu zvakarurama; anorambira panzira yezvakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Asi akarurama anofunga zvinhu zvakarurama; anorambira panzira yezvakarurama.