Isaiah 33:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye ucagara pakakwirira, nhare dzamatombo dzicaʋa ʋutiziro bgake; ɀokudya ɀake ucaɀipiwa, mvura yake haiŋgapxi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uyu ndiye munhu achagara pakakwirira, nhare dzegomo dzichava utiziro hwake. Zvokudya zvake achazvipiwa, uye haangashayiwi mvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iyeyo achagara makakwirira nyare yake yokuzvidzivirira ichange iri tsvingo dzamabwe achiwaniswa chokudya chake, mvura yake yokunwa isingamboshayika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye achagara pakakwirira, nhare dzamatombo dzichava utiziro hwake; zvokudya zvake achazvipiwa, mvura yake haingapwi.
Shona 2009?
iye achagara pakakwirira, nhare dzamatombo dzichava utiziro hwake; zvokudya zvake achazvipiwa, mvura yake haingapwi.
Shona SUB 2002 Bible
iye achagara pakakwirira, nhare dzamatombo dzichava utiziro hwake; zvokudya zvake achazvipiwa, mvura yake haingapwi.