Isaiah 33:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Meso ako acaʋona mambo pakunaka kwake, acaʋona nyika yakakura kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Meso ako achaona mambo pakunaka kwake; uye achatarira nyika yakakura kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maziso ako achaona kuyevedza kwamambo, achaona nyika yakatandira nokoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Meso ako achaona mambo pakunaka kwake, achaona nyika yakakura kwazvo.
Shona 2009?
Meso ako achaona mambo pakunaka kwake, achaona nyika yakakura kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Meso ako achaona mambo pakunaka kwake, achaona nyika yakakura kwazvo.