Isaiah 33:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɓote ako akati ɗembu‐tembu; haagoni kusimbisa muromo wapasi weɗanda recikepe caʋo, haagoni kutasanura seiri; ipapo ɀakatapxa neɀakapambga ɀizhinji ɀinogoʋerwa; ɀirema ɀinotora ɀakatapxa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabote ako ava dembutembu: Haagoni kusimbisa mbambo yechikepe, sairi harina kutambanudzwa. Ipapo zvakapambwa zvakawanda zvichagoverwa, uye kunyange chirema chichawanawo zvakapambwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tambo dzoko dzadembera hadzichakwanisi kusimbisa bango rengarava bango rengarava panzvimbo paro kana kuti tendhe rokufambisa ngarava nemhepo rirambe rakatambanuka. Ipapo vanhu vachagovana zvavo zvinhu zvizhinji zvokupamba nezvavanowana muhondo kunyange vakaremara vachatotorawo zvinowanikwa muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabote ako akati dembu-tembu; haagoni kusimbisa muromo wapasi wedanda rechikepe chavo, haagoni kutasanura seiri; ipapo zvakatapwa nezvakapambwa zvizhinji zvinogoverwa; zvirema zvinotora zvakatapwa.
Shona 2009?
Mabote ako akati dembu-tembu; haagoni kusimbisa muromo wapasi wedanda rechikepe chavo, haagoni kutasanura seiri; ipapo zvakatapwa nezvakapambwa zvizhinji zvinogoverwa; zvirema zvinotora zvakatapwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mabote ako akati dembu–tembu; haagoni kusimbisa muromo wapasi wedanda rechikepe chavo, haagoni kutasanura seiri; ipapo zvakatapwa nezvakapambwa zvizhinji zvinogoverwa; zvirema zvinotora zvakatapwa.