Isaiah 33:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakuna‐ugere’mo, ucati: ndinorwara; ʋanhu ʋagere’mo ʋacakaŋganwirwa ɀakaipa ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana agere muZioni achati, “Ndinorwara,” uye zvivi zvavanogaramo zvicharegererwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana mugari wemo achati, “Ndiri kurwara.” Vanhu vanogara imomo vacharegererwa uipi hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna ageremo, achati, “Ndinorwara; vanhu vageremo vachakanganwirwa zvakaipa zvavo.”
Shona 2009?
Hakuna ageremo, achati, "Ndinorwara; vanhu vageremo vachakangamwirwa zvakaipa zvavo."
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna ageremo, achati, “Ndinorwara; vanhu vageremo vachakanganwirwa zvakaipa zvavo.”