Isaiah 33:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Marudzi aʋanhu akatiza acinzwa mubvumo, marudzi akaparadzirwa imi mucisimuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakutinhira kwenzwi renyu, ndudzi dzinotiza; pamunosimuka, marudzi anopararira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pemaungira ebongozozo, ndudzi dzavanhu dzichiti ware kutiza pamunosumuka imi, marudzi avanhu anoita chimwanda-mwanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marudzi avanhu akatiza achinzwa mubvumo, marudzi akaparadzirwa imi muchisimuka.
Shona 2009?
Marudzi avanhu akatiza achinzwa mubvumo, marudzi akaparadzirwa imwi muchisimuka.
Shona SUB 2002 Bible
Marudzi avanhu akatiza achinzwa mubvumo, marudzi akaparadzirwa imi muchisimuka.