Isaiah 33:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakapambga ɀenyu ɀicaparadzwa, seɀinoparadza gwatakwata; somumhanyire wemhashu, saiɀoɀo ʋanhu ʋacamhanyira kwaɀiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa imi ndudzi, zvakapambwa zvenyu zvachekwa kunge zvachekwa nemhashu diki; vanhu vanomhanyira kwazviri segwatakwata remhashu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachaunganidza zvokupamba sokuunganidzwa kunoitwa hwiza vanhu vachichirikira pazviri sokumomotera kunoita mhashu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakapambwa zvenyu zvichaparadzwa, sezvinoparadza gwatakwata; somumhanyire wemhashu, saizvozvo vanhu vachamhanyira kwazviri.
Shona 2009?
Zvakapambwa zvenyu zvichaparadzwa, sezvinoparadza gwatakwata; somumhanyiro wemhashu, saizvozvo vanhu vachamhanyira kwazviri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakapambwa zvenyu zvichaparadzwa, sezvinoparadza gwatakwata; somumhanyire wemhashu, saizvozvo vanhu vachamhanyira kwazviri.