Isaiah 33:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakakudzwa, nokuti unogara kumsoro; wakazadza Zioni nokururamisira nokururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha asimudzirwa, iye anogara kumusoro; achazadza Zioni nokururamisira nokururama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi anokudzwa nokuti anogara kumusoro achazadza Zioni noruenzaniso noururami.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akakudzwa, nokuti anogara kumusoro; akazadza Zioni nokururamisira nokururama.
Shona 2009?
Jehovha akakudzwa, nokuti anogara kumusoro; akazadza Ziyoni nokururamisira nokururama.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akakudzwa, nokuti anogara kumusoro; akazadza Zioni nokururamisira nokururama.