Isaiah 33:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Migwagwa mikuru yaparadzwa, ʋafambi haʋaci’po; waputsa suŋgano, waɀidza maguta, haanehanya nomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Migwagwa mikuru yasiyiwa, vafambi havachisimo mumigwagwa. Sungano yaputswa, zvapupu zvayo zvazvidzwa, hapachina anoremekedzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Migwagwa mikuru yangove migwagwa zvayo isina anoshandisa. Vanhu venzira hapasisina. Zvibvumirano zviri kutyorwa vokupa umboo vachizvidzwa, munhu haachaonekwa somunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Migwagwa mikuru yaparadzwa, vafambi havachipo; aputsa sungano, azvidza maguta, haane hanya nomunhu.
Shona 2009?
Migwagwa mikuru yaparadzwa, vafambi havachipo; aputsa sungano, azvidza maguta, haane hanya nomunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Migwagwa mikuru yaparadzwa, vafambi havachipo; aputsa sungano, azvidza maguta, haane hanya nomunhu.