Isaiah 33:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika inocema, yaziya; Rebanoni ranyadziswa, rowoma; Sharoni rafanana nerenje; Bashani neKarmeri azuka mashizha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika inochema uye yoparara, Rebhanoni yanyadziswa uye yasvava; Sharoni yafanana neArabha, uye Bhashani neKarimeri dzakurumuka mashizha adzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika iri kugurukuta ichiondongoka Rebhanoni yapazamiswa musoro nazvo, yasvava; Sharoni yava kunge gwenga zvaro, uye Bhashani neKarimero dzasasamuka mashizha adzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika inochema, yaziya; Rebhanoni ranyadziswa, rooma; Sharoni rafanana nerenje; Bhashani neKarimeri azuka mashizha.
Shona 2009?
Nyika inochema, yaziya; Rebhanoni ranyadziswa, rooma; Sharoni rafanana nerenje; Bhashani neKarimeri azuka mashizha.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika inochema, yaziya; Rebhanoni ranyadziswa, rooma; Sharoni rafanana nerenje; Bhashani neKarimeri azuka mashizha.