Isaiah 34:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sweɗerai, imi marudzi aʋanhu, munzwe, tererai imi ʋanhu; nyika ŋgainzwe, neɀose ɀayo, pasi pose, neɀose ɀinoɓuɗa’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Swederai pedyo, imi marudzi avanhu, munzwe. Teererai, imi vanhu! Nyika ngainzwe, nezvose zviri mairi, pasi pose, nezvose zvinobudamo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Swederai padyo imi marudzi avanhu muzonzwa, tererai munzwe imi ndudzi dzavanhu. Nyika ngaiteerere nezvose zviri mairi naipo pasi pose nezvinhu zvose zvazvo zvinobva mairi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Swederai, imi marudzi avanhu, munzwe, tererai imi vanhu; nyika ngainzwe, nezvose zvayo, pasi pose, nezvose zvinobudamo.
Shona 2009?
Swederai, imwi marudzi avanhu, munzwe, teererai imwi vanhu, nyika ngainzwe, nezvose zvayo, pasi pose, nezvose zvinobudamo.
Shona SUB 2002 Bible
Swederai, imi marudzi avanhu, munzwe, teererai imi vanhu; nyika ngainzwe, nezvose zvayo, pasi pose, nezvose zvinobudamo.