Isaiah 34:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀicaʋa ɀehukurwizi nenuŋgu; zizi neguŋguʋu ɀicagara’mo; ucatambanudzira’po rwonzi rwokuparadza necokururamisa ceɀisinecinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvichava zvezizi romugwenga nehukurwizi; zizi guru negunguo zvichaita matenderemo. Mwari achatambanudzira Edhomu rwodzi rwokuyera, rwenyonganiso nerwokuparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi inenge yatova zvayo mumaoko morukodzi nenungu, nezizi negunguo zvotogara zvazvo imomo. Achakaka tambo yemanyongori pamusoro payo, nokuimutsira nyonganyonga inorema sekasimbi kokukakisa nako tambo yokuvakisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvichava zvehukurwizi nenungu; zizi negunguo zvichagaramo; achatambanudzirapo rwonzi rwokuparadza nechokururamisa chezvisina chinhu.
Shona 2009?
Asi zvichava zvehukurwizi nenungu; zizi negunguvo zvichagaramo; achatambanudzirapo rwonzi rwokuparadza nechokururamisa chezvisina chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvichava zvehukurwizi nenungu; zizi negunguo zvichagaramo; achatambanudzirapo tambo yokuparadza nechokururamisa chezvisina chinhu.