Isaiah 34:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Minzwa icamera mudzimba dzamadzimambo ayo, ʋutumbambeʋa norukato munhare dzayo; ʋucaʋa ʋugaro bgamakaʋa, nenɀimbo yemhou.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Minzwa ichatandira nhare dzayo, utumbambeva norukato munzvimbo dzayo dzakakomberedzwa. Ichava ugaro hwamakava, nomusha wamazizi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Minzwa ichakura zvayo munhare dzayo dzokuzvidzivira muhondo nadzo, uye unye namakwenzi eminzwa mumaguta ayo etsvingo. Ichange yava dambiro ramakava nomusha wemhou.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Minzwa ichamera mudzimba dzamadzimambo ayo, hutumbambeva norukato munhare dzayo; huchava hugaro hwamakava, nenzvimbo yemhou.
Shona 2009?
mhinzwa ichamera mudzimba dzamadzimambo ayo, hutumbambeva norukato munhare dzayo; huchava hugaro hwamakava, nenzvimbo yemhou.
Shona SUB 2002 Bible
Minzwa ichamera mudzimba dzamadzimambo ayo, hutumbambeva norukato munhare dzayo; huchava hugaro hwamakava, nenzvimbo yemhou.