Isaiah 34:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋurawa ʋaʋo ʋacarashwa kunze, kunhuwa kweɀitunha ɀaʋo kucakwira, makomo acanyauswa neropa raʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaurayiwa vavo vacharasirwa kunze, mitumbi yavo ichanhuhwa; makomo achanyorova neropa ravo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvitunha zvavo zvichanzi hupukupu kuraswa kunze, zvitunha zvavo zvichaita gutukutu kunhuwa. Makomo achayerera ropa ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaurawa vavo vacharaswa kunze, kunhuwa kwezvitunha zvavo kuchakwira, makomo achanyauswa neropa ravo.
Shona 2009?
Vakaurawa vavo vacharaswa kunze, kunhuwa kwezvitunha zvavo kuchakwira, makomo achanyauswa neropa ravo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaurayiwa vavo vacharaswa kunze, kunhuwa kwezvitunha zvavo kuchakwira, makomo achanyauswa neropa ravo.