Isaiah 34:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hondo dzose dzokuɗeŋga dzicanyakatika, ɗeŋga rose ricapetwa sorugwaro rwakapetwa; hondo dzaro dzose dzicawoma, sokuwoma kwamashizha pamuzambiriŋga, ʋuye seshizha rinowoma pamuʋonde.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyeredzi dzokudenga dzose dzichanyungudika, uye denga richapetwa sorugwaro; marudzi ose enyeredzi achawa samashizha akaoma abva pamuzambiringa, samaonde akasvava abva pamuonde.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gurusvusvu rezvomudenga richaora, matenga omonwa sebhuku rokumononora gurusvusvu razvo zvose richidonha samashizha anosasamuka mumugirepisi samashizha ari kusasamuka mumukuyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hondo dzose dzokudenga dzichanyakatika, denga rose richapetwa sorugwaro rwakapetwa; hondo dzaro dzose dzichaoma, sokuoma kwamashizha pamudzambiringa, uye seshizha rinooma pamuonde.
Shona 2009?
Hondo dzose dzokudenga dzichanyakatika, denga rose richapetwa sorugwaro rwakapetwa; hondo dzaro dzose dzichaoma, sokuoma kwamashizha pamuzambiringa, uye seshizha rinooma pamuonde.
Shona SUB 2002 Bible
Hondo dzose dzokudenga dzichanyakatika, denga rose richapetwa sorugwaro rwakapetwa; hondo dzaro dzose dzichaoma, sokuoma kwamashizha pamuzambiringa, uye seshizha rinooma pamuonde.