Isaiah 34:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munondo waŋgu wanwa ukaguta kuɗeŋga; tarirai ucaɓurukira pamsoro paEdomi, napamsoro paʋanhu ʋakatukwa neni, kuti ʋatoŋgwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munondo wangu wakanwa ukaguta kumatenga; tarirai, unoburukira kuzotonga Edhomu, vanhu vandakaparadza chose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero ndechokuti bakatwa rangu ranwa rikaguta nezvokumatenga, hero, rava kuburuka kuzoranga Edhomu pavanhu vandatemera kuparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti munondo wangu wanwa ukaguta kudenga; tarirai uchaburukira pamusoro paEdhomu, napamusoro pavanhu vakatukwa neni, kuti vatongwe.
Shona 2009?
Nokuti munondo wangu wamwa ukaguta kudenga; tarirai uchaburukira pamusoro paEdhomu, napamusoro pavanhu vakatukwa neni, kuti vatongwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti munondo wangu wanwa ukaguta kudenga; tarirai uchaburukira pamusoro paEdhomu, napamusoro pavanhu vakatukwa neni, kuti vatongwe.