Isaiah 34:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyati dzicawa pamŋe cete naʋo, nenzombe pamŋe cete nehando; nyika yaʋo icaɓatwa neropa, guruʋa raʋo ricazara namafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyati dzichawa pamwe navo nehono dzemhuru nehando huru. Nyika yavo ichanyorova neropa, uye guruva richazara mafuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vacharigirwa pasi pamwechete nenyati nezvigondora zvenzombe uye nehandira dzakasimba. Nyika yavo ichanyata neropa ivhu ravo rakoreswa namafuta
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyati dzichawa pamwechete navo, nenzombe pamwechete nehandira; nyika yavo ichabatwa neropa, guruva ravo richazara namafuta.
Shona 2009?
Nyati dzichawa pamwechete navo, nenzombe pamwechete nehandira; nyika yavo ichabatwa neropa, guruva ravo richazara namafuta.
Shona SUB 2002 Bible
Nyati dzichawa pamwechete navo, nenzombe pamwechete nehandira; nyika yavo ichabatwa neropa, guruva ravo richazara namafuta.