Isaiah 36:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore regumi namanna ramambo Hezekia, Sanheribi mambo weAsiria, wakandorwa namaguta ose aJuda akakombga namaȿiŋgo, akaakunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore regumi namana rokutonga kwaMambo Hezekia, Senakeribhi mambo weAsiria akarwisa maguta ose akakomberedzwa aJudha akaapamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore regumi nechina rokutonga kwamambo Hezekiya, Senakeribhu mambo weAsiria akauya kuzorwisa maguta ose okwaJudha akanga akavakirirwa netsvingo akaakurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore regumi namana ramambo Hezekia, Sanheribhi mambo weAsiria, akandorwa namaguta ose aJudha akakombwa namasvingo, akaakunda.
Shona 2009?
Zvino negore regumi namana ramambo Hezekia, Saniheribhi mambo weAsiria, akandorwa namaguta ose aJudha akakombwa namasvingo, akaakunda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore regumi namana ramambo Hezekiya, Sanheribhu mambo weAsiria, akandorwa namaguta ose aJudha akakombwa namasvingo, akaakunda.