Isaiah 36:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndaʋuya kuzorwa nenyika ino kuti ndiiparadze ndisinaJehova kanhi? Ndiye Jehova wakati kwandiri: Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo, ndauya kuzorwa nenyika ino nokuiparadza ndisina Jehovha here? Jehovha pachake andiudza kuti ndiuye munyika ino ndizoiparadza.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo kuuya kwandaita kuzorwisa ndichiparadza nyika ino, ndangouyawo here zvisina Tenzi mukati? Tenzi ndiye akanditi, ‘Vinga nyika iyoyi uiparadze.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndauya kuzorwa nenyika ino kuti ndiiparadze ndisina Jehovha kanhi? Ndiye Jehovha akati kwandiri, ‘Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.’ ”
Shona 2009?
Ini ndauya kuzorwa nenyika ino kuti ndiiparadze ndisina Jehovha kanhi? Ndiye Jehovha akati kwandiri, `Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndauya kuzorwa nenyika ino kuti ndiiparadze ndisina Jehovha kanhi? Ndiye Jehovha akati kwandiri, ‘Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.’ ”