Isaiah 36:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Eriakimi, mŋanakomana waHirkia, naShebna, naJoa ʋakati kumukuru waʋatariri: Tinokumbira kuti mutaure henyu naʋaranda ʋenyu norurimi rweciAramia, nokuti tinocinzwisisa; murege henyu kutaura nesu norurimi rwaʋaJuda, ʋanhu ʋose ʋari paruȿiŋgo ʋaɀinzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Eriakimu, naShebhina, naJoa vakati kumukuru wehondo, “Tapota hedu, taurai kuvaranda venyu norurimi rwechiAramu, sezvo tichirunzwa. Musataura nesu nechiHebheru vanhu vari parusvingo vachinzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriakimu naShebhuna naJoa vakati kumutariri wezvomumuzinda, “Dai mukataura zvenyu kwatiri isu varanda venyu nechiSiria nokuti tinochinzwa. Regai zvenyu kutaura nesu nechiJudha vanhu vari parusvingo apo vachinzwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Eriakimu, mwanakomana waHirikia, naShebhina, naJoa vakati kumukuru wavatariri, “Tinokumbira kuti mutaure henyu navaranda venyu norurimi rwechiAramia, nokuti tinochinzwisisa; murege henyu kutaura nesu norurimi rwavaJudha, vanhu vose vari parusvingo vazvinzwe.”
Shona 2009?
Ipapo Eriakimu, mwanakomana waHirikia, naShebhina, naJoa vakati kumukuru wavatariri, "Tinokumbira kuti mutaure henyu navaranda venyu norurimi rwechiAramia, nokuti tinochinzwisisa; murege henyu kutaura nesu norurimi rwavaJudha, vanhu vose vari parusvingo vazvinzwe."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Eriakimu, mwanakomana waHirikia, naShebhina, naJoa vakati kumukuru wavatariri, “Tinokumbira kuti mutaure henyu navaranda venyu norurimi rweChiAramia, nokuti tinochinzwisisa; murege henyu kutaura nesu norurimi rwavaJudha, vanhu vose vari parusvingo vazvinzwe.”