Isaiah 36:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakaramba ʋanyerere, haʋana kumupindura shoko rimŋe, nokuti murairo wamambo wakaŋga uciti: Regai kumupindura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu vakaramba vanyerere, vakasapindura chinhu, nokuti mambo akanga arayira achiti, “Musamupindura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu vakati mwiro kunyarara vakarega nokumupindura kwose nokuti chirevo chamambo chaiti, “Regai kumupindura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakaramba vanyerere, havana kumupindura shoko rimwe, nokuti murayiro wamambo wakanga uchiti, “Regai kumupindura.”
Shona 2009?
Asi vakaramba vanyerere, havana kumupindura shoko rimwe, nokuti murayiro wamambo wakanga uchiti, "Regai kumupindura."
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakaramba vanyerere, havana kumupindura shoko rimwe, nokuti murairo wamambo wakanga uchiti, “Regai kumupindura.”