Isaiah 36:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Eriakimi mŋanakomana waHirkia, waiceŋgeta imba yamambo, naShebna munyori, naJoa mŋanakomana waAsafi, gota guru, ʋakaɓuɗira kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo Eriakimu mwanakomana waHirikia, mufambisi webasa mumuzinda wamambo, naShebhina munyori, naJoa mwanakomana waAsafi munyori wenhoroondo, akabuda kundosangana naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakabuda Eriyakimu mwanakomana waHirikiya aiva mukuru mukuru womumuzinda nasamunyori mukuru, Shebhuna nomunyori Joa mwanakomana waAsafu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Eriakimu mwanakomana waHirikia, waichengeta imba yamambo, naShebhina munyori naJoa mwanakomana waAsafi, gurukota guru, vakabudira kwaari.
Shona 2009?
Ipapo Eriakimu mwanakomana waHirikia, waichengeta imba yamambo, naShebhina munyori naJoa mwanakomana waAsafi, gurukota guru, vakabudira kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Eriakimu mwanakomana waHirikia, waichengeta imba yamambo, naShebhina munyori naJoa mwanakomana waAsafi, gurukota guru, vakabudira kwaari.