Isaiah 36:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndinoti, mano ako nesimba rokurwa naro mashoko ɀawo asinamaturo; ɀino unoʋimba naniko, ɀawandimukira ini?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe unoti une urongwa nesimba rokurwa, asi uri kutaura mashoko asina maturo. Ko, unovimba naaniko, zvawandimukira?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kuti iko kutaura pamuromo apa ndiko kuronga hondo here ikoko kana kuti ndiro simba rokurwa hondo iroro? Ndiani wawava kuvimba naye zvawava kutondipandukira kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndinoti, mano ako nesimba rokurwa naro mashoko zvawo asina maturo; zvino unovimba naniko, zvawandimukira ini?
Shona 2009?
Ini ndinoti, mano ako nesimba rokurwa naro mashoko zvawo asina maturo; zvino unovimba naniko, zvawandimukira ini?
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndinoti, mano ako nesimba rokurwa naro mashoko zvawo asina maturo; zvino unovimba naniko, zvawandimukira ini?