Isaiah 36:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ukati kwandiri: Tinoʋimba naJehova Mŋari weɗu, ko haazi iye wakabvisirwa matunhu akakwirira namaartari ake naHezekia, akati kunaJuda neJerusarema: Munofanira kunamata pamberi peartari iri here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana ukati kwandiri, “Isu tinovimba naJehovha Mwari wedu,” haasi iye here ane nzvimbo dzakakwirira nearitari dzakabviswa naHezekia, iye akati kuJudha neJerusarema, “Munofanira kunamata pamberi pearitari iyi”?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana zvako ukati kwandiri, ‘Tinovimba naTenzi. Mwari wedu,’ haasi ndiye here ane nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira neatari dzacho dzakabviswa naHezekiya achitaurira Judha neJerusaremu kuti, ‘Munofanira kunamata muri paatari iyi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana ukati kwandiri, ‘Tinovimba naJehovha Mwari wedu,’ ko haazi iye akabvisirwa matunhu akakwirira namaaritari ake naHezekia, akati kuna Judha neJerusaremu, ‘Munofanira kunamata pamberi pearitari iri here?’
Shona 2009?
"Asi kana ukati kwandiri, `Tinovimba naJehovha Mwari wedu,' ko haazi iye akabvisirwa matunhu akakwirira namaaritari ake naHezekia, akati kuna Judha neJerusaremu, `Munofanira kunamata pamberi pearitari iri here?'
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana ukati kwandiri, ‘Tinovimba naJehovha Mwari wedu,’ ko haazi iye akabvisirwa matunhu akakwirira namaatari ake naHezekiya, akati kuna Judha neJerusaremu, ‘Munofanira kunamata pamberi peatari iri here?’