Isaiah 37:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Endai mundoʋudza Hezekia mambo waJuda, muti: Mŋari wako, waunoʋimba naye, ŋgaarege kukunyeŋgera, aciti: Jerusarema hariŋgapiwi muruʋoko rwamambo weAsiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Udzai Hezekia mambo weJudha muti: Mwari waunovimba naye ngaarege kukunyengera achiti, ‘Jerusarema harizoiswa muruoko rwamambo weAsiria.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Endai mundoti kuna Hezekiya mambo wokwaJudha zvanzi, ‘Usanyengedzwe naTenzi waunovimba naye achiti, Jerusaremu harichaiswa mumaoko mamambo weAsiriya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Endai mundoudza Hezekia mambo waJudha, muti, ‘Mwari wako, waunovimba naye, ngaarege kukunyengera,’ achiti, ‘Jerusaremu haringapiwi muruoko rwamambo weAsiria.’
Shona 2009?
"Endai mundoudza Hezekia mambo waJudha, muti, `Mwari wako, waunovimba naye, ngaarege kukunyengera,' achiti, `Jerusaremu haringapiwi muruoko rwamambo weAsiria.'
Shona SUB 2002 Bible
“Endai mundoudza Hezekiya mambo waJudha, muti, ‘Mwari wako, waunovimba naye, ngaarege kukunyengera,’ achiti, ‘Jerusaremu haringapiwi muruoko rwamambo weAsiria.’