Isaiah 37:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, wakanzwa ɀakaitirwa nyika dzose namadzimambo eAsiria, kuti ʋakadziparadza cose; ɀino iwe ucarwirwa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo wakanzwa zvakaitwa namadzimambo eAsiria kunyika dzose vachidziparadza chose. Zvino iwe ucharwirwa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisa uone, iwe wakangozvinzwirawo woga zvakaitwa namadzimambo eAsiria kunyika dzose zvokunyatsodziparadza chaizvo. Ko iwe ndopaunganunurwe here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, wakanzwa zvakaitirwa nyika dzose namadzimambo eAsiria, kuti vakadziparadza chose; zvino iwe ucharwirwa here?
Shona 2009?
Tarira, wakanzwa zvakaitirwa nyika dzose namadzimambo eAsiria, kuti vakadziparadza chose; zvino iwe ucharwirwa here?
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, wakanzwa zvakaitirwa nyika dzose namadzimambo eAsiria, kuti vakadziparadza chose; zvino iwe ucharwirwa here?