Isaiah 37:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ʋamŋari ʋamamŋe marudzi ʋakaʋarwira here, iwo akaparadzwa namadziɓaɓa aŋgu, ʋanoti, Gozani, naHarani, naRezefi, naʋana ʋaEdeni, ʋaiʋa paTerasari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, vamwari vamamwe marudzi akaparadzwa namadzibaba angu vakavarwira here, vamwari veGezani, neHarani neRezefi navanhu vokuEdheni vakanga vari kuTeri Asari?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko vedzimwe ndudzi dzakaparadzwa namadzibaba angu idzi dzinoti: dzokuGozani nokuHarani neRezevhu navanhu vokuEdheni vaiva kuTeresari, vamwari vadzo vakadzinunura here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko vamwari vamamwe marudzi vakavarwira here, iwo akaparadzwa namadzibaba angu, vanoti, Gozani, naHarani, naRezefi, navana vaEdheni, vaiva paTerasari?
Shona 2009?
Ko vamwari vamamwe marudzi vakavarwira here, iwo akaparadzwa namadzibaba angu, vanoti, Gozani, naHarani, naRezefi, navana vaEdheni, vaiva paTerasari?
Shona SUB 2002 Bible
Ko vamwari vamamwe marudzi vakavarwira here, iwo akaparadzwa namadzibaba angu, vanoti, Gozani, naHarani, naRezefu, navana vaEdheni, vaiva paTerasari?