Isaiah 37:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hezekia akanyeŋgetera kunaJehova, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Hezekia akanyengetera kuna Jehovha achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya akanamata kuna Tenzi achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hezekia akanyengetera kuna Jehovha, achiti,
Shona 2009?
Ipapo Hezekia akanyengetera kuna Jehovha, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hezekiya akanyengetera kuna Jehovha, achiti,