Isaiah 37:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akakandira ʋamŋari ʋaʋo mumŋoto; nokuti ʋakaŋga ʋasi ʋamŋari, asi rakaŋga riri ɓasa ramaʋoko aʋanhu, ari matanda namabge; naiɀoɀo akaʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakanda vamwari vavo mumoto vakavaparadza, nokuti vakanga vasiri vamwari asi matanda chete namatombo akaitwa namaoko avanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapisa vamwari vavo nomoto. Akadaro, hongu, nokuti vakanga vasiri Mwari asi kuti zvaingova zvinhu zvakagadzirwa namaoko avanhu, miti zvayo namatombo. Ndokusaka akazviparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akakandira vamwari vavo mumoto; nokuti vakanga vasi vamwari, asi rakanga riri basa ramaoko avanhu, ari matanda namabwe; naizvozvo akavaparadza.
Shona 2009?
akakandira vamwari vavo mumoto; nokuti vakanga vasi vamwari, asi rakanga riri basa ramaoko avanhu, ari matanda namabwe; naizvozvo akavaparadza.
Shona SUB 2002 Bible
akakandira vamwari vavo mumoto; nokuti vakanga vasi vamwari, asi rakanga riri basa ramaoko avanhu, ari matanda namabwe; naizvozvo akavaparadza.