Isaiah 37:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatuma Eriakimi waiceŋgeta imba, naShebna munyori, naʋakuru ʋaʋaprista, ʋakafuka makudza, kumuprofita Isaya mŋanakomana waAmozi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatuma Eriakimu mutariri womuzinda wamambo, naShebhina munyori, navakuru vavaprista, vose vakapfeka masaga, kumuprofita Isaya mwanakomana waAmozi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva atuma Eriyakimu mukuru mukuru womumuzinda wake naShebhuna samunyori mukuru navakuru vakuru vavapristi kumuporofita vakapfeka masaga Isaya mwanakomana waAmozi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma Eriakimu aichengeta imba, naShebhina munyori, navakuru vavapristi, vakafuka makudza, kumuporofita Isaya mwanakomana waAmozi.
Shona 2009?
Akatuma Eriakimu aichengeta imba, naShebhina munyori, navakuru vavaprista, vakafuka makudza, kumuporofita Isaya mwanakomana waAmozi.
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma Eriakimu aichengeta imba, naShebhina munyori, navakuru vavapristi, vakafuka makudza, kumuporofita Isaya mwanakomana waAmozi.