Isaiah 37:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino, Jehova, Mŋari weɗu, tiponesei paruʋoko rwake, kuti ʋushe bgose bgenyika ʋuziʋe kuti ndimi Jehova, iyemi moga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, Jehovha Mwari wedu, tidzikinurei kubva muruoko rwake, kuitira kuti madzimambo ose enyika azive kuti imi moga, Jehovha, ndimi Mwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Tenzi, Mwari wedu tinunureiwo mumaoko make, nyika dzose dzapasi pano dzizive kuti imi Tenzi ndimi moga Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino, Jehovha, Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti ushe hwose hwenyika huzive kuti ndimi Jehovha, iyemi moga.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino, Jehovha, Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti ushe hwose bwenyika huzive kuti ndimi Jehovha, iyemi moga."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino, Jehovha, Mwari wedu, tiponesei paruoko rwake, kuti ushe hwose hwenyika huzive kuti ndimi Jehovha, iyemi moga.”