Isaiah 37:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wawakatuka nokuɀidza? Wakaɀikudza kunaniko nenzwi rako, meso ako akatarira aniko kuɗeŋga? NdiMutȿene waIsraeri!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko wawatuka uye ukamhura? Ndianiko wawasimudzira inzwi rako, uye ukasimudzira meso ako uchizvikudza? Ndiye Mutsvene waIsraeri!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Wawanyomba ukatuka ipapa ndiani? Wauri kuzhambira ipapa ndiani chaizvozvo? Waunodzvondorera maziso kuzvikudza kudaro ndiani? Wauri kudaro ndiyeni Mutsvene weIsiraeri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko wawakatuka nokuzvidza? Wakazvikudza kuna aniko nenzwi rako, meso ako akatarira aniko kudenga? NdiMutsvene waIsiraeri!
Shona 2009?
Ndianiko wawakatuka nokuzvidza? Wakazvikudza kuna aniko nenzwi rako, meso ako akatarira aniko kudenga? NdiMutsvene waIsiraeri!
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko wawakatuka nokuzvidza? Wakazvikudza kuna aniko nenzwi rako, meso ako akatarira aniko kudenga? NdiMutsvene waIsiraeri!