Isaiah 37:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndinoziʋa kugara kwako pasi, nokuɓuɗa kwako, nokupinda kwako, ʋuye hasha dzako kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi ndinoziva paunogara uye nguva yaunouya neyaunoenda uye kuti unondiitira hasha zvakadii.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugariro wako ndinouziva kwaunofamba ndinokuziva twaunobata ndinotuziva kunyange kundipunyairira kwako nehasha ndinokuziva
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi ndinoziva kugara kwako pasi, nokubuda kwako, nokupinda kwako, uye hasha dzako kwandiri.
Shona 2009?
"Asi ndinoziva kugara kwako pasi, nokubuda kwako, nokupinda kwako, uye hasha dzako kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi ndinoziva kugara kwako pasi, nokubuda kwako, nokupinda kwako, uye hasha dzako kwandiri.