Isaiah 37:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kwehasha dzako kwandiri, ʋuye nokuti ndakanzwa, kuɀikudza kwako, ndicaisa rwauro rwaŋgu mumhino dzako, netomu raŋgu mumiromo yako, ndikudzosere nenzira yawakaʋuya nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwehasha dzako kwandiri uye nokuda kwokuti kusateerera kwako kwasvika munzeve dzangu, ndichaisa chiredzo changu mumhuno dzako namatomu angu mumuromo mako, uye ndichaita kuti udzokere nenzira yawakauya nayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti uri kundipunyairira nehasha iwe, kuzvitutumadza kwako kwasvika munzeve dzangu. Ndichaisa chikochekero changu pamhuno dzako ndichakuisa matomhu mukanwa ndikupishunutsire nokwakare kunzira kwawakauya nako kuno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuda kwehasha dzako kwandiri, uye nokuti ndakanzwa, kuzvikudza kwako, ndichaisa rwauro rwangu mumhino dzako, netomu rangu mumiromo yako, ndikudzosere nenzira yawakauya nayo.
Shona 2009?
Nokuda kwehasha dzako kwandiri, uye nokuti ndakanzwa, kuzvikudza kwako, ndichaisa rwauro rwangu mumhino dzako, netomu rangu mumiromo yako, ndikudzosere nenzira yawakauya nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuda kwehasha dzako kwandiri, uye nokuti ndakanzwa, kuzvikudza kwako, ndichaisa rwauro rwangu mumhino dzako, netomu rangu mumiromo yako, ndikudzosere nenzira yawakauya nayo.