Isaiah 37:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakasara ʋakapukunyuka ʋeimba yaJuda, ʋacaita ɀe midzi pasi, nokuɓereka micero kumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakare, vakasara veimba yaJudha vachava nemidzi pasi uye vachabereka michero kumusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitsama chavanhu vokwaJudha chichasara chichadzika midzi pasi, mudenga chichibereka michero
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakasara vakapukunyuka veimba yaJudha, vachaitazve midzi pasi, nokubereka michero kumusoro.
Shona 2009?
Zvino vakasara vakapukunyuka veimba yaJudha, vachaitazve midzi pasi, nokubereka michero kumusoro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakasara vakapukunyuka veimba yaJudha, vachaitazve midzi pasi, nokubereka michero kumusoro.