Isaiah 37:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Nenzira yaakaʋuya nayo, ucadzokera ɀe nayo; haaŋgapindi muguta rino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achadzokera nenzira yaakauya nayo; haazopindi muguta rino,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzira yaakauya nayo yacho ndiyo yaachadzokera nayo. Kupinda muguta rino haambomupinda ndiTenzi anodaro kutaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Nenzira yaakauya nayo, achadzokerazve nayo; haangapindi muguta rino.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, `Nenzira yaakauya nayo, achadzokerazve nayo; haangapindi muguta rino.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, ‘Nenzira yaakauya nayo, achadzokerazve nayo; haangapindi muguta rino.