Isaiah 37:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isaya akati kwaʋari: Ʋudzai tenzi wenyu, muti: Ɀanzi naJehova: Usatya hako mashoko awanzwa, andakamhurwa nawo naʋaranda ʋamambo weAsiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaya akati kwavari, “Udzai ishe wenyu kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Usatya hako zvawakanzwa, mashoko andakamhurwa nawo navaranda vamambo weAsiria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaya akati kwavari, “Endai mundotaurira tenzi wenyu kuti zvanzi naTenzi, ‘Usatye zvako pamusana pamashoko awanzwa kumakurukota amambo weAsiria okundinyomba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isaya akati kwavari, “Udzai tenzi wenyu, muti, zvanzi naJehovha, ‘Usatya hako mashoko awanzwa, andakamhurwa nawo navaranda vamambo weAsiria.
Shona 2009?
Isaya akati kwavari, "Udzai tenzi wenyu, muti, zvanzi naJehovha, `Usatya hako mashoko awanzwa, andakamhurwa nawo navaranda vamambo weAsiria.
Shona SUB 2002 Bible
Isaya akati kwavari, “Udzai tenzi wenyu, muti, zvanzi naJehovha, ‘Usatya hako mashoko awanzwa, andakamhurwa nawo navaranda vamambo weAsiria.