Isaiah 37:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mukuru waʋatariri akadzoka, akawana mambo weAsiria acirwa neRibna, nokuti wakaŋga anzwa kuti wabva Rakishi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuru wehondo akati anzwa kuti mambo weAsiria akanga abva kuBhakishi, akadzoka akawana mambo achirwa neRibhina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutariri mukuru wezvomumuzinda uya akadzokera nokuti akanga anzwa kuti mambo weAsiria abva kuRakishi akatomuwana achirwisana neRibhuna.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mukuru wavatariri akadzoka, akawana mambo weAsiria achirwa neRibhina, nokuti akanga anzwa kuti wabva Rakishi.
Shona 2009?
Naizvozvo mukuru wavatariri akadzoka, akawana mambo weAsiria achirwa neRibhina, nokuti akanga anzwa kuti wabva Rakishi.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mukuru wavatariri akadzoka, akawana mambo weAsiria achirwa neRibhina, nokuti akanga anzwa kuti wabva Rakishi.