Isaiah 37:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakanzwa pamsoro paTirhaka mambo weEtiopia, ɀicinzi: Waʋuya kuzorwa newe. Ɀino wakati aɀinzwa, akatuma nhume kunaHezekia, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Senakeribhi akagamuchira mashoko okuti Tirihaka, muEtiopia mambo weIjipiti, akanga achiuya kuzorwa naye. Akati anzwa izvozvo, akatuma nhume kuna mambo Hezekia neshoko iri rokuti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weAsiria paakanzwa nezvaTirihaka mambo weItiopia akanga ari munzira kuuya kuzomurwisa, akatumazve nhume kuna Hezekiya achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akanzwa pamusoro paTirihaka mambo weItiopia, zvichinzi, “Auya kuzorwa newe.” Zvino akati azvinzwa, akatuma nhume kuna Hezekia, achiti,
Shona 2009?
Zvino akanzwa pamusoro paTirihaka mambo weltiopia, zvichinzi, "Auya kuzorwa newe." Zvino akati azvinzwa, akatuma nhume kuna Hezekia, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akanzwa pamusoro paTirihaka mambo weItiopia, zvichinzi, “Auya kuzorwa newe.” Zvino akati azvinzwa, akatuma nhume kuna Hezekiya, achiti,