Isaiah 38:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati: Handicazoʋoni Jehova, iye Jehova, panyika yaʋapenyu; Handicazoʋoni ʋanhu pamŋe cete naʋagere panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati, “Handichazoonizve Jehovha, iye Jehovha, munyika yavapenyu; handichazotarisizve kuvanhu kana kuva naavo vagere munyika ino zvino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazviti, handichazoona Tenzi, Tenzi, ndiri munyika yavapenyu. Ziso rangu harichazoona munhu zvakare ndiri mukati mavanhu vayo nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati, handichazooni Jehovha, iye Jehovha, panyika yavapenyu; Handichazooni vanhu pamwechete navagere panyika.
Shona 2009?
Ndakati, handichazooni Jehovha, iye Jehovha, panyika yavapenyu; Handichazooni vanhu pamwechete navagere panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati, handichazooni Jehovha, iye Jehovha, panyika yavapenyu; Handichazooni vanhu pamwechete navagere panyika.