Isaiah 38:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hezekia akatendeʋukira kumadziro, akanyeŋgetera kunaJehova,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akatendeukira kumadziro akanyengetera kuna Jehovha achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Hezekiya akatendeukira kumadziro ndokunamata kuna Tenzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hezekia akatendeukira kumadziro, akanyengetera kuna Jehovha,
Shona 2009?
Ipapo Hezekia akatendeukira kumadziro, akanyengetera kuna Jehovha,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hezekiya akatendeukira kumadziro, akanyengetera kuna Jehovha,