Isaiah 38:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Isaya wakaŋga ati: Ŋgaʋatore ɓundu ramaʋonde ʋarinamire pamota, ipapo ucapora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Isaya akanga ati, “Gadzirai bundu ramaonde mugoriisa pamota, uye achapora.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Isaya akanga ati, ngavatore chambwa chemakuyu vachinamire pamota kuti ipore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Isaya akanga ati, “Ngavatore bundu, ramawonde varinamire pamota, ipapo achapora.”
Shona 2009?
Zvino Isaya akanga ati, "Ngavatore bundu, ramawonde varinamire pamota, ipapo achapora."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Isaya akanga ati, “Ngavatore bundu, ramawonde varinamire pamota, ipapo achapora.”