Isaiah 38:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hezekia ʋo wakaŋga ati: Ciratidzo ndecipi kuti ndicakwira kuimba yaJehova?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akanga abvunza achiti, “Chiratidzo chichava chei chokuti ndiende kutemberi yaJehovha?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekia akanga atobvunzawo kuti, “Chiratidzo chokuti ndichazoenda kuimba yaTenzi ndechipiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezekiawo akanga ati, “Chiratidzo ndechipi kuti ndichakwira kuimba yaJehovha?”
Shona 2009?
Hezekiawo akanga ati, "Chiratidzo ndechipi kuti ndichakwira kuimba yaJehovha?"
Shona SUB 2002 Bible
Hezekiyawo akanga ati, “Chiratidzo ndechipi kuti ndichakwira kuimba yaJehovha?”