Isaiah 38:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Heci ciratidzo caJehova kwauri, kuti Jehova ucaita cinhu ici caakataura:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Ichi ndicho chiratidzo chaJehovha kwauri kuti Jehovha achaita zvose zvaakavimbisa:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chiratidzo chamunoitirwa naTenzi chamuchaziva nacho kuti Tenzi achaita zvaakuvimbisai ndechichi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Hechi chiratidzo chaJehovha kwauri, kuti Jehovha achaita chinhu ichi chaakataura.
Shona 2009?
"Hechi chiratidzo chaJehovha kwauri, kuti Jehovha achaita chinhu ichi chaakataura.
Shona SUB 2002 Bible
“Hechi chiratidzo chaJehovha kwauri, kuti Jehovha achaita chinhu ichi chaakataura.