Isaiah 38:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Horwu runyoro rwaHezekia mambo waJuda, paŋguʋa yaakaŋga arwara, akapora ɀe pakurwara kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinyorwa chaHezekia mambo weJudha mushure mokurwara nokupora kwake:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakanyorwa naHezekiya mambo wokwaJudha mushure mokunge amborwara apora paurwere hwake ndezvizvi:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Horwu runyoro rwaHezekia mambo waJudha, panguva yaakanga arwara, akaporazve pakurwara kwake.
Shona 2009?
Horwu runyoro rwaHezekia mambo waJudha, panguva yaakanga arwara, akaporazve pakurwara kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Horwu runyoro rwaHezekiya mambo waJudha, panguva yaakanga arwara, akaporazve pakurwara kwake.