Isaiah 39:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, mazuʋa acaȿika, neŋguʋa iyo ɀose ɀiri mumba mako, neɀose ɀakaʋuŋganidzwa namadziɓaɓa ako kuȿikira ɀuʋa ranhasi, ɀicaiswa Babironi; hakunecinhu cicasiyiwa, ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo nguva ichauya iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira nhasi, zvichatakurwa zvichiendeswa kuBhabhironi. Hapana chichasara, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuchasvika mazuva okuti zvose zviri mumuzinda menyu nezvakachengetwa namadzibaba enyu kusvikira pari nhasi zvitutwe kuendwa nazvo kuBhabhironi pasina chinozosara, ndiTenzi anodaro kutaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Tarira, mazuva achasvika, nenguva iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira zuva ranhasi, zvichaiswa Bhabhironi; hakuna chinhu chichasiyiwa,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
‘Tarira, mazuva achasvika, nenguva iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira zuva ranhasi, zvichaiswa Bhabhironi, hakuna chinhu chichasiyiwa,' ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
‘Tarira, mazuva achasvika, nenguva iyo zvose zviri mumba mako, nezvose zvakaunganidzwa namadzibaba ako kusvikira zuva ranhasi, zvichaiswa Bhabhironi; hakuna chinhu chichasiyiwa,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.