Isaiah 40:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakayera Mŋeya waJehova, kana wakamudzidzisa acimuraira namano?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani akanzwisisa murangariro waJehovha, kana kumudzidzisa somudzidzisi wake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani akambotungamirira Mweya waTenzi, kana segweta rake achimurayiridza;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko wakayera Mweya waJehovha, kana akamudzidzisa achimurayira namano?
Shona 2009?
Ndianiko wakayera Mweya waJehovha, kana akamudzidzisa achimurayira namano?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko wakayera Mweya waJehovha, kana akamudzidzisa achimurayira namano?