Isaiah 40:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaraŋgana nani, ndiani wakamuraira nokumudzidzisa nzira yokururamisira, nokumudzidzisa ziʋo, nokumuratidza nzira yenjere here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani akabvunzwa naJehovha kuti amujekesere, uye ndiani akamudzidzisa nzira yakanaka? Ndianiko akamudzidzisa ruzivo kana kumuratidza nzira yokunzwisisa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
waakambondobvunza mazano kuti amujekesere ndiani; akambomudzidzisa gwara roruenzaniso ndiani, akambomudzidzisa amupa ruzivo ndiani; akamuratidza nzira yokunzwisisa nayo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarangana nani, ndiyani akamurayira nokumudzidzisa nzira yokururamisira, nokumudzidzisa zivo, nokumuratidza nzira yenjere here?
Shona 2009?
Akarangana nani, ndiyani akamurayira nokumudzidzisa nzira yokururamisira, nokumudzidzisa zivo, nokumuratidza nzira yenjere here?
Shona SUB 2002 Bible
Akarangana nani, ndiyani akamurayira nokumudzidzisa nzira yokururamisira, nokumudzidzisa zivo, nokumuratidza nzira yenjere here?