Isaiah 40:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rebanoni harine huni dziŋgariŋgana kuʋesera, kunyaŋge mhuka dzaro hadziriŋgani kuitwa ɀipiriso ɀiŋgapiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rebhanoni harina huni dzinoringana kuvesa moto wearitari, uye zvipfuwo zvaro hazvikwani kuita chipiriso chinopiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rebhanoni haina huni dzakakwana kana mhuka dzayo hadzikwane kuita mupiro wokupisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rebhanoni harine huni dzingaringana kuvesera, kunyange mhuka dzaro hadziringani kuitwa zvipiriso zvingapiswa.
Shona 2009?
Rebhanoni harine huni dzingaringana kuvesera, kunyange mhuka dzaro hadziringani kuitwa zvipiriso zvingapiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Rebhanoni harine huni dzingaringana kuvesera, kunyangwe mhuka dzaro hadziringani kuitwa zvipiriso zvingapiswa.