Isaiah 40:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muŋgafananidza Mŋari naniko? Kana muŋgamuenzanisa nomufananidzo upiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, mungafananidza Mwari naaniko? Ndoupi mufananidzo wamungamuenzanisa nawo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari mungamufananidze nei chaizvo, kana kuti chii chaichowo chamungamuenzanise nacho?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mungafananidza Mwari naniko? Kana mungamuenzanisa nomufananidzo upiko?
Shona 2009?
Zvino mungafananidza Mwari naniko? Kana mungamuenzanisa nomufananidzo upiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mungafananidza Mwari naniko? Kana mungamuenzanisa nomufananidzo upiko?